Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 46:4 - Shona BIBLE

4 “Chipiriso chinopiswa, chinovigirwa Jehovha nomuchinda nomusi weSabata chinofanira kuita makwayana matanhatu asina mhosva nehondohwe isina mhosva;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Cipiriso cinopiswa, cinoʋigirwa Jehova nomucinda nomusi wesaɓata cinofanira kuita makwaiana matanhatu asinemhoȿa negondobge risinemhoȿa;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

4 “Chipiriso chinopiswa, chinovigirwa Jehovha nomuchinda nomusi weSabata chinofanira kuita makwayana matanhatu asina mhosva nehondohwe risina mhosva;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mupiro wokupisa unopirwa nashe kuna Tenzi pazuva reSabata ndowehwayana nhanhatu dzisina chinoshoreka padziri nehondohwe isinawo chinoshoreka pairi,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mupiro wokupisa unopirwa nashe kuna Tenzi pazuva reSabata ndowehwayana nhanhatu dzisina chinoshoreka padziri nehondohwe isinawo chinoshoreka pairi,

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 46:4

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy