Ezekieri 46:3 - Shona BIBLE3 Vanhu venyika vanofanira kunamata pamukova wesuwo iro pamberi paJehovha pamaSabata napakugara kwemwedzi. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ʋanhu ʋenyika ʋanofanira kunamata pamukoʋa wesuʋo iro pamberi paJehova pamasaɓata napakugara kwomŋedzi. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20023 Vanhu venyika vanofanira kunamata pamukova wesuo iro pamberi paJehovha pamaSabata napakugara kwemwedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Vanhu venyika iyoyo vanosungirwa kupfugama pamusuo weSuo Guru iroro pana Tenzi pamazuva eSabata napaMazuva Makuru okugara kweMwedzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona3 Vanhu venyika iyoyo vanosungirwa kupfugama pamusuo weSuo Guru iroro pana Tenzi pamazuva eSabata napaMazuva Makuru okugara kweMwedzi. Viz kapitola |