Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 46:20 - Shona BIBLE

20 Akati kwandiri, “Iyi ndiyo nzvimbo panofanira kubika vapristi chipiriso chemhosva nechipiriso chezvivi, uye pavanofanira kubika chipiriso choupfu; kuti varege kubuda nazvo kuruvanze rwokunze, kuzonatsa vanhu nazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Akati kwandiri: Iyi ndiyo nɀimbo panofanira kuɓika ʋaprista cipiriso cemhoȿa necipiriso ceɀiʋi, ʋuye paʋanofanira kuɓika cipiriso coʋupfu; kuti ʋarege kuɓuɗa naɀo kuruʋazhe rwokunze, kuzonatsa ʋanhu naɀo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Akati kwandiri, “Iyi ndiyo nzvimbo panofanira kubika vapristi chipiriso chemhosva nechipiriso chezvivi, uye pavanofanira kubika chipiriso choupfu; kuti varege kubuda nazvo kuruvanze rwokunze, kuzonatsa vanhu nazvo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Iye akabva anditi, “Iyoyi ndiyo nzvimbo inofanira kubikwa chibayiro chokuripira mhosva nomupiro wokupirira zvitadzo uye ndipo pavanosungirwa kubikira mupiro woupfu hwembesanwa kuitira kuti varege kuiburitsa kunhandare yokunze vangadaro vakaitisa vanhu zvinhu zvinoera.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ezekieri 46:20

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy