Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 46:17 - Shona BIBLE

17 Asi kana akapa mumwe wavaranda vake chipo chinobva panhaka yake, chichava chake kusvikira pagore rokusunungurwa; ipapo chinofanira kudzokera kumuchinda; asi kana iri nhaka yake ichava yavanakomana vake.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Asi kana akapa mumŋe waʋaranda ʋake cipo cinobva panhaka yake, cicaʋa cake kuȿikira pagore rokusunuŋgurwa; ipapo cinofanira kudzokera kumucinda; asi kana iri nhaka yake icaʋa yaʋanakomana ʋake.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 Asi kana akapa mumwe wavaranda vake chipo chinobva panhaka yake, chichava chake kusvikira pagore rokusunungurwa; ipapo chinofanira kudzokera kumuchinda; asi kana iri nhaka yake ichava yavanakomana vake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Asi kana ishe apa chipo chacho chichibva panhaka yake achipa mumwe wavaranda vake, chichava chomuranda iyeyo kusvikira pagore rorusununguko. Ipapo ndipo pachinozodzoserwa kunashe. Vanakomana vake chete ndivo zvavo vangagone kuramba vakachengeta chipo chenhaka yake.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ezekieri 46:17

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy