Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 46:14 - Shona BIBLE

14 Pamwechete naro anofanira kugadzira mangwanani ose chipiriso choupfu, chinoti mugove wechitanhatu weefa, nomugove wechitatu wehini yamafuta kunyorovesa nawo upfu hwakatsetseka; chive chipiriso choupfu kuna Jehovha nguva dzose nomutemo usingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 Pamŋe cete naro unofanira kugadzira maŋgwanani ose cipiriso coʋupfu, cinoti mugoʋe wecitanhatu weefa, nomugoʋe wecitatu wehini yamafuta kunyoroʋesa nawo ʋupfu bgakatsetseka; ciʋe cipiriso coʋupfu kunaJehova ŋguʋa dzose nomutemo usiŋgaperi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 Pamwechete naro anofanira kugadzira mangwanani ose chipiriso choupfu, chinoti mugove wechitanhatu weefa, nomugove wechitatu wehini yamafuta kunyorovesa nawo upfu hwakatsetseka; chive chipiriso choupfu kuna Jehovha nguva dzose nomutemo usingaperi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Anosungirwa kuita kuti pave nomupiro wembesanwa pamwechete nawo mangwanani oga oga, hupfu hunokaroita marita mana uye mafuta eorivhi anokaroita marita maviri okunyava upfu hwacho hwekoroni somupiro wembesanwa wokupira kuna Tenzi. Iwoyu ndiwo murao womupiro wokupisa unoramba uchiitwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ezekieri 46:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy