Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 46:13 - Shona BIBLE

13 “Anofanira kugadzirawo zuva rimwe nerimwe gwayana regore rimwe risina mhosva, chive chipiriso chinopiswa Jehovha; anofanira kurigadzira mangwanani ose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Unofanira kugadzira ʋo zuʋa rimŋe nerimŋe gwaiana regore rimŋe risinemhoȿa, ciʋe cipiriso cinopisirwa Jehova; unofanira kurigadzira maŋgwanani ose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

13 “Anofanira kugadzirawo zuva rimwe nerimwe gwayana regore rimwe risina mhosva, chive chipiriso chinopiswa Jehovha; anofanira kurigadzira mangwanani ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 “Anofanira kuita kuti pave nehwayana ine gore rimwechete isina chinoshoreka yomupiro wokupisira kuna Tenzi zuva nezuva. Ngaaitewo kuti uvepo mangwanani oga oga.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 “Anofanira kuita kuti pave nehwayana ine gore rimwechete isina chinoshoreka yomupiro wokupisira kuna Tenzi zuva nezuva. Ngaaitewo kuti uvepo mangwanani oga oga.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 46:13

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy