Ezekieri 46:12 - Shona BIBLE12 “Kana muchinda achigadzira chipiriso chokungopa nokuzvidira, kana chipiriso chinopiswa, kana zvipiriso zvokuyananisa, chive chipiriso chokungopa Jehovha nokuzvidira, mumwe anofanira kumuzarurira suwo rakatarira kurutivi rwamabvazuva; anofanira kugadzira chipiriso chake chinopiswa nezvipiriso zvake zvokuyananisa, sezvaanoita nomusi weSabata; ipapo anofanira kubuda; kana abuda mumwe anofanira kupfiga suwo.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Kana mucinda acigadzira cipiriso cokuŋgopa nokuɀiɗira, kana cipiriso cinopiswa, kana ɀipiriso ɀokuyananisa, ciʋe cipiriso cokuŋgopa Jehova nokuɀiɗira, mumŋe unofanira kumuzarurira suʋo rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa; unofanira kugadzira cipiriso cake cinopiswa neɀipiriso ɀake ɀokuyananisa, seɀaanoita nomusi wesaɓata; ipapo unofanira kuɓuɗa; kana aɓuɗa mumŋe unofanira kupfiga suʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 “Kana muchinda achigadzira chipiriso chokungopa nokuzvidira, kana chipiriso chinopiswa, kana zvipiriso zvokuyananisa, chive chipiriso chokungopa Jehovha nokuzvidira, mumwe anofanira kumuzarurira suo rakatarira kurutivi rwamabvazuva; anofanira kugadzira chipiriso chake chinopiswa nezvipiriso zvake zvokuyananisa, sezvaanoita nomusi weSabata; ipapo anofanira kubuda; kana abuda mumwe anofanira kupfiga suo.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Ishe paanoona kuti pave nomupiro wokupa nechido, ungave mupiro wokupisa kana mipiro yokuwadzana somupiro wokupa nechido kuna Tenzi, Suo Guru rakatarisa kumabvazuva acharizarurirwa. Ipapo anofanira kupira mipiro yake yokupisa kana mupiro wake wokuwadzana sezvaanoita musi weSabata. Ndipo paanozobuda, kana aenda Suo Guru robva razarirwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Ishe paanoona kuti pave nomupiro wokupa nechido, ungave mupiro wokupisa kana mipiro yokuwadzana somupiro wokupa nechido kuna Tenzi, Suo Guru rakatarisa kumabvazuva acharizarurirwa. Ipapo anofanira kupira mipiro yake yokupisa kana mupiro wake wokuwadzana sezvaanoita musi weSabata. Ndipo paanozobuda, kana aenda Suo Guru robva razarirwa. Viz kapitola |