Ezekieri 46:11 - Shona BIBLE11 Pamitambo napanguva dzemitambo chipiriso choupfu chinofanira kuita efa imwe panzombe, neefa imwe pahondohwe, napamakwayana sezvaanogona kupa, nehini yamafuta paefa imwe neimwe. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Pamitambo napaŋguʋa dzemitambo cipiriso coʋupfu cinofanira kuita efa imŋe panzombe, neefa imŋe pagondobge, napamakwaiana seɀaanogona kupa, nehini yamafuta paefa imŋe neimŋe. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200211 Pamitambo napanguva dzemitambo chipiriso choupfu chinofanira kuita efa imwe panzombe, neefa imwe pahondohwe, napamakwayana sezvaanogona kupa, nehini yamafuta paefa imwe neimwe. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Pamazuva makuru napamwaka yakatemwa, mupiro woupfu hwembesanwa nehandira ichiri duku unofanira kuva bhagidhi kwouya hondohwe nebhagidhi kwozoti hwayana sapaanogona napo kupa pamwechete namarita maviri amafuta eorivhi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona11 Pamazuva makuru napamwaka yakatemwa, mupiro woupfu hwembesanwa nehandira ichiri duku unofanira kuva bhagidhi kwouya hondohwe nebhagidhi kwozoti hwayana sapaanogona napo kupa pamwechete namarita maviri amafuta eorivhi. Viz kapitola |