Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 46:1 - Shona BIBLE

1 Zvanzi naIshe Jehovha, “Suo roruvanze rwomukati rakatarira kumabvazuva rinofanira kugara rakapfigwa mazuva matanhatu anobatwa nawo; asi nezuva reSabata rinofanira kuzarurwa, uye nezuva rokugara kwomwedzi rinofanira kuzarurwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀanzi naShe Jehova: Suʋo roruʋazhe rwomukati rakatarira kumabvazuʋa rinofanira kugara rakapfigwa mazuʋa matanhatu anoɓatwa nawo; asi nezuʋa resaɓata rinofanira kuzarurwa, ʋuye nezuʋa rokugara kwomŋedzi rinofanira kuzarurwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvanzi naIshe Jehovha, “Suo roruvanze rwomukati rakatarira kumabvazuva rinofanira kugara rakapfigwa mazuva matanhatu anobatwa nawo; asi nezuva reSabata rinofanira kuzarurwa, uye nezuva rokugara kwomwedzi rinofanira kuzarurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Zvanzi naTenzi Mwari, “Suo Guru romunhandare yomukati rakatarisa kumabvazuva rinofanira kupfigwa pamazuva matanhatu ebasa. Asi pazuva reSabata racho rinofanira kuzarurwa uye napaZuva Guru roKugara kwoMwedzi rinofanira kuzarurwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Zvanzi naTenzi Mwari, “Suo Guru romunhandare yomukati rakatarisa kumabvazuva rinofanira kupfigwa pamazuva matanhatu ebasa. Asi pazuva reSabata racho rinofanira kuzarurwa uye napaZuva Guru roKugara kwoMwedzi rinofanira kuzarurwa.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 46:1

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy