Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 45:8 - Shona BIBLE

8 Nyika iyo inofanira kuva nhaka yake pakati paIsiraeri; machinda angu haangazomanikidzi vanhu vangu, asi achapa imba yaIsiraeri nyika vachienzanisa namarudzi avo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

8 Nyika iyo inofanira kuʋa nhaka yake pakati paIsraeri; macinda aŋgu haaŋgazomanikidzi ʋanhu ʋaŋgu, asi acapa imba yaIsraeri nyika ʋacienzanisa namarudzi aʋo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

8 Nyika iyo inofanira kuva nhaka yake pakati paIsiraeri; machinda angu haangazomanikidzi vanhu vangu, asi achapa imba yaIsiraeri nyika vachienzanisa namarudzi avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

8 Ndiwo uchava mugove wake iwoyo muIsiraeri. Madzishe angu iwayo haazodzvinyiriri vanhu vangu, asi kutoti vachaita kuti vemba yaIsiraeri vawane nyika maererano namadzinza avo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

8 Ndiwo uchava mugove wake iwoyo muIsiraeri. Madzishe angu iwayo haazodzvinyiriri vanhu vangu, asi kutoti vachaita kuti vemba yaIsiraeri vawane nyika maererano namadzinza avo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 45:8

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy