Ezekieri 45:21 - Shona BIBLE21 “Nomwedzi wokutanga nezuva regumi namana romwedzi, munofanira kuita Pasika, uye mutambo wamazuva manomwe; chingwa chisina mbiriso chinofanira kudyiwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Nomŋedzi wokutaŋga nezuʋa regumi namanna romŋedzi, munofanira kuita paseka, uʋe mutambo wamazuʋa manomŋe; ciŋgwa cisinembiriso cinofanira kudyiwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Nomwedzi wokutanga nezuva regumi namana romwedzi, munofanira kuita Pasika, uye mutambo wamazuva manomwe; chingwa chisina mbiriso chinofanira kudyiwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 “Mumwedzi wokutanga pazuva regumi nerechina muchachengeta Zuva Guru rePasika. Kwamazuva manomwe kunofanira kudyiwa chingwa chisina mbiriso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 “Mumwedzi wokutanga pazuva regumi nerechina muchachengeta Zuva Guru rePasika. Kwamazuva manomwe kunofanira kudyiwa chingwa chisina mbiriso. Viz kapitola |