Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 45:14 - Shona BIBLE

14 uye mugove wakatarwa wamafuta, webhati ramafuta, unofanira kuva mugove wegumi webhati wakatorwa pakori, ndiwo mabhati ane gumi, ndiyo homeri imwe nokuti mabhati ane gumi anoita homeri imwe;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

14 ʋuye mugoʋe wakatarwa wamafuta, webati ramafuta, unofanira kuʋa mugoʋe wegumi webati wakatorwa pakori, ndiwo mabati anegumi, ndiyo homeri imŋe (nokuti mabati anegumi anoita homeri imŋe);

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

14 uye mugove wakatarwa wamafuta, webhati ramafuta, unofanira kuva mugove wegumi webhati wakatorwa pakori, ndiwo mabhati ane gumi, ndiyo homeri imwe nokuti mabhati ane gumi anoita homeri imwe;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

14 Mafuta acho anozoramba achingovapo chete anofanira kuti aite marita maviri ane mamiririta makumi maviri pamazana maviri amarita ane marita makumi maviri. (Mwero wokupimisa wainzi koru nounonzi homa yakafanana mumwe nomumwe wakanga uchiita sewainziwo bhati waive negumi ramabhagidhi.)

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ezekieri 45:14

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy