Ezekieri 44:9 - Shona BIBLE9 “Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Mutorwa uno mwoyo usino kudzingiswa nenyama isina kudzingiswa ngaarege kupinda munzvimbo yangu tsvene, Ani naani wavatorwa vari pakati pavana VaIsiraeri.’ ” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ɀanzi naShe Jehova: Mutorwa unomŋoyo usino‐kudziŋgiswa nenyama isino‐kudziŋgiswa ŋgaarege kupinda munɀimbo yaŋgu tȿene, aninani waʋatorwa ʋari pakati paʋana ʋaIsraeri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20029 “Zvanzi naIshe Jehovha, ‘Mutorwa unomwoyo usinokudzingiswa nenyama isina kudzingiswa ngaarege kupinda munzvimbo yangu tsvene, Ani naani wavatorwa vari pakati pavana vaIsiraeri.’ ” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 “Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari hapana mutorwa asina kudzingiswa mumwoyo kana pamuviri wake, pavatorwa vose zvavo vari pakati pavaIsiraeri anobvumirwa kupinda muNzvimbo yangu Inoera. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona9 “Naizvozvo zvanzi naTenzi Mwari hapana mutorwa asina kudzingiswa mumwoyo kana pamuviri wake, pavatorwa vose zvavo vari pakati pavaIsiraeri anobvumirwa kupinda muNzvimbo yangu Inoera. Viz kapitola |