Ezekieri 44:4 - Shona BIBLE4 Ipapo akaenda neni nenzira yesuwo rokurutivi rwokumusoro pamberi peimba; ndikatarira, ndikaona kubwinya kwaJehovha kuchizadza imba yaJehovha; ndikawira pasi nechiso changu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo akaenda neni nenzira yesuʋo rokurutiʋi rwokumsoro pamberi peimba; ndikatarira, ndikaʋona kubginya kwaJehova kucizadza imba yaJehova; ndikawira pasi neciso caŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Ipapo akaenda neni nenzira yesuo rokurutivi rwokumusoro pamberi peimba; ndikatarira, ndikaona kubwinya kwaJehovha kuchizadza imba yaJehovha; ndikawira pasi nechiso changu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akandiunza nenzira yokuSuo Guru rokuchamhembe kumberi kweTemberi. Ini ndikatarisa ndikaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakazara muTemberi yaTenzi ndikawira pasi nouso. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akandiunza nenzira yokuSuo Guru rokuchamhembe kumberi kweTemberi. Ini ndikatarisa ndikaona kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakazara muTemberi yaTenzi ndikawira pasi nouso. Viz kapitola |