Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 44:31 - Shona BIBLE

31 Vapristi ngavarege kudya chinhu chipi nechipi chakangofa choga, kana chakabvamburanyiwa, kana iri shiri kana chipfuwo.”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Ʋaprista ŋgaʋarege kudya cinhu cipi necipi cakaŋgofa coga, kana cakabvamburanyiwa, kana iri shiri kana cipfuwo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Vapristi ngavarege kudya chinhu chipi nechipi chakangofa choga, kana chakabvamburanyiwa, kana iri shiri kana chipfuwo.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Vapristi havafaniri kudya chinhu chipi nechipi chakafa choga, ingava shiri kana mhuka yafa yoga kana yabvamburwa-bvamburwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Vapristi havafaniri kudya chinhu chipi nechipi chakafa choga, ingava shiri kana mhuka yafa yoga kana yabvamburwa-bvamburwa.”

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 44:31

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy