Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 44:25 - Shona BIBLE

25 “Ngavarege kupinda kune zvitunha, kuti varege kuzvisvibisa; asi vangazvisvibisa nokuda kwababa, kana mai, kana mwanakomana, kana mwanasikana, kana mukoma nomunun'una, kana hanzvadzi yakanga ichigere kuwanikwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

25 Ŋgaʋarege kupinda kuneɀitunha, kuti ʋarege kuɀiȿiɓisa; asi ʋaŋgaɀiȿiɓisa nokuɗa kwaɓaɓa, kana mai, kana mŋanakomana, kana mŋanasikana, kana mukoma nomunuŋuna, kana hanɀadzi yakaŋga icigere kuwanikwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

25 “Ngavarege kupinda kune zvitunha, kuti varege kuzvisvibisa; asi vangazvisvibisa nokuda kwababa, kana mai, kana mwanakomana, kana mwanasikana, kana mukoma nomunun'una, kana hanzvadzi yakanga ichigere kuwanikwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

25 Havafaniri kuzvin'oresa nokuenda pedyo nechitunha chomunhu kusiya chete nechitunha chababa kana chaamai kana chomwanakomana kana chomwanasikana kunyange chomukoma kana munun'una kana chehanzvadzisikana isina kuroorwa vanogona zvavo kuzvin'oresa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

Ezekieri 44:25

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy