Ezekieri 44:23 - Shona BIBLE23 Vanofanira kudzidzisa vanhu vangu kusiyana kwezvitsvene nezvisi zvitsvene, nokuvadzidzisa kutsaura pakati pezvisina kunaka nezvakanaka. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Ʋanofanira kudzidzisa ʋanhu ʋaŋgu kusiyana kweɀitȿene neɀisi ɀitȿene, nokuʋadzidzisa kutsaura pakati peɀisino‐kunaka neɀakanaka. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Vanofanira kudzidzisa vanhu vangu kusiyana kwezvitsvene nezvisi zvitsvene, nokuvadzidzisa kutsaura pakati pezvisina kunaka nezvakanaka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Vanofanira kudzidzisa vanhu vangu mutsauko wezvinoera nezvisingaeri vachivaratidza kusiyanisa zvakan'ora nezvisina kun'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Vanofanira kudzidzisa vanhu vangu mutsauko wezvinoera nezvisingaeri vachivaratidza kusiyanisa zvakan'ora nezvisina kun'ora. Viz kapitola |