Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 44:17 - Shona BIBLE

17 “Zvino kana vachipinda pamasuwo oruvanze rwomukati, vachafanira kufuka nguo dzerineni; makushe ngaarege kuva pamiviri yavo, kana vachishumira mumasuwo oruvanze rwomukati, nomukati meimba.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 Ɀino kana ʋacipinda pamasuʋo oruʋazhe rwomukati, ʋacafanira kufuka ŋguʋo dzemiceka; makushe ŋgaarege kuʋa pamiʋiri yaʋo, kana ʋacishumira mumasuʋo oruʋazhe rwomukati, nomukati meimba.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

17 “Zvino kana vachipinda pamasuo oruvanze rwomukati, vachafanira kufuka nguo dzerineni; makushe ngaarege kuva pamiviri yavo, kana vachishumira mumasuo oruvanze rwomukati, nomukati meimba.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 Pavanopinda paSuo Guru renhandare yomukati, vanofanira kupfeka hanzu dzerineni. Havafaniri kuva nechii zvacho chewuru pavari pavanenge vachiita basa kumisuo mikuru yomunhandare yomukati nomuTemberi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 Pavanopinda paSuo Guru renhandare yomukati, vanofanira kupfeka hanzu dzerineni. Havafaniri kuva nechii zvacho chewuru pavari pavanenge vachiita basa kumisuo mikuru yomunhandare yomukati nomuTemberi.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 44:17

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy