Ezekieri 44:16 - Shona BIBLE16 vachapinda munzvimbo yangu tsvene, vachaswedera kutafura yangu, kuti vandishumire, uye vachachengeta basa rangu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 ʋacapinda munɀimbo yaŋgu tȿene, ʋacasweɗera kutafura yaŋgu, kuti ʋandishumire, ʋuye ʋacaceŋgeta ɓasa raŋgu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 vachapinda munzvimbo yangu tsvene, vachaswedera kutafura yangu, kuti vandishumire, uye vachachengeta basa rangu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ivava ndivo vachapinda muNzvimbo yangu Inoera, uye ndivo vachasvika paAtari yangu kuzondishandira. Ndivo vachandiitira basa rokuchengetedza zvinhu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ivava ndivo vachapinda muNzvimbo yangu Inoera, uye ndivo vachasvika paAtari yangu kuzondishandira. Ndivo vachandiitira basa rokuchengetedza zvinhu. Viz kapitola |