Ezekieri 44:15 - Shona BIBLE15 “Asi vapristi vaRevhi, ivo vanakomana vaZadhoki, vaichengeta basa renzvimbo yangu tsvene panguva yokutsauka kwavana VaIsiraeri vachibva kwandiri, ndivo vachaswedera kwandiri kuzondishumira; ivo vachamira pamberi pangu kuzondibayira mafuta neropa, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Asi ʋaprista ʋaRevi, iʋo ʋanakomana ʋaZadoki, ʋaiceŋgeta ɓasa renɀimbo yaŋgu tȿene paŋguʋa yokutsauka kwaʋana ʋaIsraeri ʋacibva kwandiri, ndiʋo ʋacasweɗera kwandiri kuzondishumira; iʋo ʋacamira pamberi paŋgu kuzondiɓayira mafuta neropa — ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 “Asi vapristi vaRevhi, ivo vanakomana vaZadhoki, vaichengeta basa renzvimbo yangu tsvene panguva yokutsauka kwavana vaIsiraeri vachibva kwandiri, ndivo vachaswedera kwandiri kuzondishumira; ivo vachamira pamberi pangu kuzondibayira mafuta neropa, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 “Asi vapristi vechiRevhi, vanakomana vokwaZadhoki vanoita basa rokuchengetedza Nzvimbo yangu Inoera pakatetereka vanhu veIsiraeri mutome vachibva kwandiri, ndivo vachauya kwandiri vachindishandira. Ndivo vachandiitira basa rokupira kwandiri mafuta neropa. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 “Asi vapristi vechiRevhi, vanakomana vokwaZadhoki vanoita basa rokuchengetedza Nzvimbo yangu Inoera pakatetereka vanhu veIsiraeri mutome vachibva kwandiri, ndivo vachauya kwandiri vachindishandira. Ndivo vachandiitira basa rokupira kwandiri mafuta neropa. Ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari. Viz kapitola |