Ezekieri 44:13 - Shona BIBLE13 Havangaswederi kwandiri, kundiitira basa roupristi, kana kuswedera kuchinhu chipi nechipi chezvinhu zvangu zvitsene, kuzvinhu zvitsvene kwazvo; asi vachava nemhosva yokunyadziswa kwavo, neyezvinonyadzisa zvavo zvavakaita. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Haʋaŋgasweɗeri kwandiri, kundiitira ɓasa roʋuprista, kana kusweɗera kucinhu cipi necipi ceɀinhu ɀaŋgu ɀitȿene, kuɀinhu ɀitȿene kwaɀo; asi ʋacaʋa nemhoȿa yokunyadziswa kwaʋo, neyeɀinonyadzisa ɀaʋo ɀaʋakaita. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200213 Havangaswederi kwandiri, kundiitira basa rohupristi, kana kuswedera kuchinhu chipi nechipi chezvinhu zvangu zvitsene, kuzvinhu zvitsvene kwazvo; asi vachava nemhosva yokunyadziswa kwavo, neyezvinonyadzisa zvavo zvavakaita. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Havafaniri kusvika pedyo neni vachindiitira basa roupristi kana kusvika pane zvinhu zvangu zvose zvinoera, kana pedyo nezvinhu zvinoeresesa asi kutoti vanofanira kunyara nazvo pamusana pounyangadzi hwavo hwakan'ora. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona13 Havafaniri kusvika pedyo neni vachindiitira basa roupristi kana kusvika pane zvinhu zvangu zvose zvinoera, kana pedyo nezvinhu zvinoeresesa asi kutoti vanofanira kunyara nazvo pamusana pounyangadzi hwavo hwakan'ora. Viz kapitola |