Ezekieri 44:1 - Shona BIBLE1 Zvino akandidzosa nenzira yesuwo rokunze renzvimbo tsvene, rakanga rakatarira kurutivi rwamabvazuva; asi rakanga rakapfigwa. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino wakandidzosa nenzira yesuʋo rokunze renɀimbo tȿene, rakaŋga rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa; asi rakaŋga rakapfigwa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20021 Zvino akandidzosa nenzira yesuo rokunze renzvimbo tsvene, rakanga rakatarira kurutivi rwamabvazuva; asi rakanga rakapfigwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Akazondidzosera kuSuo Guru rokunze kweNzvimbo Inoera rakatarisa kumabvazuva rakanga rakapfigwa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona1 Akazondidzosera kuSuo Guru rokunze kweNzvimbo Inoera rakatarisa kumabvazuva rakanga rakapfigwa. Viz kapitola |