Ezekieri 43:6 - Shona BIBLE6 Zvino ndikanzwa mumwe achitaura neni ari mumba; mumwe murume akamira neni. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Ɀino ndikanzwa mumŋe acitaura neni ari mumba; mumŋe murume akamira neni. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20026 Zvino ndikanzwa mumwe achitaura neni ari mumba; mumwe murume akamira neni. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Murume uya paakanga amire neni kudaro ndakanzwa mumwe aitaura kwandiri ari muTemberi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona6 Murume uya paakanga amire neni kudaro ndakanzwa mumwe aitaura kwandiri ari muTemberi. Viz kapitola |