Ezekieri 43:5 - Shona BIBLE5 Mweya ukandisimudza, ukandiisa muruvanze rwomukati; zvino tarira, kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Mŋeya ukandisimudza, ukandiisa muruʋazhe rwomukati; ɀino tarira, kubginya kwaJehova kwakazadza imba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 Mweya ukandisimudza, ukandiisa muruvanze rwomukati; zvino tarira, kubwinya kwaJehovha kwakazadza imba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Mweya akandisumudza akaenda neni kunhandare yomukati, ndiye onei kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakazadza Temberi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 Mweya akandisumudza akaenda neni kunhandare yomukati, ndiye onei kupenya kwokuvapo kwaTenzi kwakazadza Temberi. Viz kapitola |