Ezekieri 43:4 - Shona BIBLE4 Kubwinya kwaJehovha kukapinda mumba nenzira yesuwo rakatarira kurutivi rwamabvazuva. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Kubginya kwaJehova kukapinda mumba nenzira yesuʋo rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20024 Kubwinya kwaJehovha kukapinda mumba nenzira yesuo rakatarira kurutivi rwamabvazuva. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Kupenya kwokuvapo kwaTenzi pakwakapinda muTemberi nokuSuo Guru rakatarisa kumabvazuva, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona4 Kupenya kwokuvapo kwaTenzi pakwakapinda muTemberi nokuSuo Guru rakatarisa kumabvazuva, Viz kapitola |