Ezekieri 43:26 - Shona BIBLE26 Vanofanira kuita mazuva manomwe vachiyananisira atari nokurinatsa, nokuritsaurira Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ʋanofanira kuita mazuʋa manomŋe ʋaciyananisira artari nokurinatsa, nokuritsaurira Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 Vanofanira kuita mazuva manomwe vachiyananisira aritari nokurinatsa, nokuritsaurira Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Kwamazuva manomwe vanofanira kupfupirira atari vaichenure, nokudaro inoereswa. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Kwamazuva manomwe vanofanira kupfupirira atari vaichenure, nokudaro inoereswa. Viz kapitola |