Ezekieri 43:24 - Shona BIBLE24 Unofanira kuzviswededza pamberi paJehovha, vapristi vagokushira munyu pamusoro pazvo, ndokuzvibayira chive chipiriso chinopisirwa Jehovha. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Unofanira kuɀisweɗedza pamberi paJehova, ʋaprista ʋagokushira munyu pamsoro paɀo, ndokuɀiɓayira ciʋe cipiriso cinopisirwa Jehova. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200224 Unofanira kuzviswededza pamberi paJehovha, vapristi vagokushira munyu pamusoro pazvo, ndokuzvibayira chive chipiriso chinopisirwa Jehovha. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Unofanira kuuya nazvo pana Tenzi, vapristi vanofanira kudzimwaya-mwaya munyu vagodzipira somupiro wokupisa kuna Tenzi. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona24 Unofanira kuuya nazvo pana Tenzi, vapristi vanofanira kudzimwaya-mwaya munyu vagodzipira somupiro wokupisa kuna Tenzi. Viz kapitola |