Ezekieri 43:23 - Shona BIBLE23 Kana wapedza kurinatsa, unofanira kubayira nzombe duku isina mhosva, nehondohwe yakatorwa kumakwai. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Kana wapedza kurinatsa, unofanira kuɓayira nzombe ɗuku isinemhoȿa, negondobge rakatorwa kumakwai. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200223 Kana wapedza kurinatsa, unofanira kubayira nzombe duku isina mhosva, nehondohwe rakatorwa kumakwai. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Kana wapedza kuichenura, unofanira kuzopira handira isina chinoshoreka pairi nechihondohwe chomudanga chisina chinoshoreka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona23 Kana wapedza kuichenura, unofanira kuzopira handira isina chinoshoreka pairi nechihondohwe chomudanga chisina chinoshoreka. Viz kapitola |