Ezekieri 43:16 - Shona BIBLE16 Choto cheatari chinofanira kuita mamita ane gumi namaviri pakureba, naane gumi namaviri paupamhi, mativi aro mana akaenzana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Coto ceartari cinofanira kuita makubiti anegumi namaʋiri pakureɓa, naanegumi namaʋiri paʋupamhi, matiʋi aro manna akaenzana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Choto chearitari chinofanira kuita mamita ane gumi namaviri pakureba, naane gumi namaviri paupamhi, mativi aro mana akaenzana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Choto cheatari iyoyo chakanga chino mativi mana akaenzana, urefu hwacho hwaiita mamita matanhatu upamhi hwacho huri mamita matanhatuwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Choto cheatari iyoyo chakanga chino mativi mana akaenzana, urefu hwacho hwaiita mamita matanhatu upamhi hwacho huri mamita matanhatuwo. Viz kapitola |