Ezekieri 42:8 - Shona BIBLE8 Nokuti kureba kwamakamuri akanga ari muruvanze rwokunze kwakasvika mamita makumi mashanu, asi tarira, pamberi petemberi akaita mamita ane zana. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Nokuti kureɓa kwamakamuri akaŋga ari muruʋazhe rwokunze kwakaȿika makubiti makumi mashanu, asi tarira, pamberi petembere akaita makubiti anezana. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20028 Nokuti kureba kwamakamuri akanga ari muruvanze rwokunze kwakasvika mamita makumi mashanu, asi tarira, pamberi petemberi akaita mamita ane zana. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Chaivapo ndechokuti dzimba dzomunhandare yokunze dzakanga dzichiita mamita makumi maviri namashanu kureba. Dziya dzaiva dzakatarisana neTemberi dzaiita makumi mashanu amamita kureba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona8 Chaivapo ndechokuti dzimba dzomunhandare yokunze dzakanga dzichiita mamita makumi maviri namashanu kureba. Dziya dzaiva dzakatarisana neTemberi dzaiita makumi mashanu amamita kureba. Viz kapitola |