Ezekieri 42:7 - Shona BIBLE7 Rusvingo rwakanga ruri kunze kurutivi rwamakamuri kuruvanze rwokunze pamberi pamakamuri, rwakasvika mamita makumi mashanu pakureba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Ruȿiŋgo rwakaŋga ruri kunze kurutiʋi rwamakamuri kuruʋazhe rwokunze pamberi pamakamuri, rwakaȿika makubiti makumi mashanu pakureɓa. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Rusvingo rwakanga ruri kunze kurutivi rwamakamuri kuruvanze rwokunze pamberi pamakamuri, rwakasvika mamita makumi mashanu pakureba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Paivawo nechidziro nechokunze chakavambirana nedzimba idzodzo woenda kunhandare yokunze pakatarisana nedzimba. Dzaiita makumi maviri amamita ana mamita mashanu kureba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Paivawo nechidziro nechokunze chakavambirana nedzimba idzodzo woenda kunhandare yokunze pakatarisana nedzimba. Dzaiita makumi maviri amamita ana mamita mashanu kureba. Viz kapitola |