Ezekieri 42:19 - Shona BIBLE19 Akadzoka kurutivi rwamavirazuva, akayera norutsanga rwokuyera narwo, zvikaita tsanga dzina mazana mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Akadzoka kurutiʋi rwamaʋirazuʋa, akayera norutsaŋga rwokuyera narwo, ɀikaita tsaŋga dzinamazana mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200219 Akadzoka kurutivi rwamavirazuva, akayera norutsanga rwokuyera narwo, zvikaita tsanga dzina mazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Akazotendeukira kudivi rokumadokero akaera kukaita mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga rwuya rwokueresa narwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona19 Akazotendeukira kudivi rokumadokero akaera kukaita mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga rwuya rwokueresa narwo. Viz kapitola |