Ezekieri 42:17 - Shona BIBLE17 Akayera kurutivi rwokumusoro norutsanga rwokuyera narwo kumativi ose, zvikaita tsanga dzina mazana mashanu. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Akayera kurutiʋi rwokumsoro norutsaŋga rwokuyera narwo kumatiʋi ose, ɀikaita tsaŋga dzinamazana mashanu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200217 Akayera kurutivi rwokumusoro norutsanga rwokuyera narwo kumativi ose, zvikaita tsanga dzina mazana mashanu. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Akatendeuka akaera divi rokuchamhembe kwacho kukaita mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga irworwo rwokueresa narwo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona17 Akatendeuka akaera divi rokuchamhembe kwacho kukaita mazana maviri namakumi mashanu amamita okuera norutsanga irworwo rwokueresa narwo. Viz kapitola |