Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 42:15 - Shona BIBLE

15 Zvino akati apedza kuyera imba yomukati, akandibudisa nenzira yesuwo rakatarira kurutivi rwamabvazuva, akapayera kumativi ose.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ɀino wakati apedza kuyera imba yomukati, akandiɓuɗisa nenzira yesuʋo rakatarira kurutiʋi rwamabvazuʋa, akapayera kumatiʋi ose.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Zvino akati apedza kuyera imba yomukati, akandibudisa nenzira yesuo rakatarira kurutivi rwamabvazuva, akapayera kumativi ose.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Kuzoti zvino apedza kuera nzvimbo yomukati meTemberi, akandiburitsa nokuSuo Guru raiva rakatarisa kumabvazuva akabva aera nzvimbo yeTemberi kuitenderera nharaunda iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Kuzoti zvino apedza kuera nzvimbo yomukati meTemberi, akandiburitsa nokuSuo Guru raiva rakatarisa kumabvazuva akabva aera nzvimbo yeTemberi kuitenderera nharaunda iyoyo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 42:15

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy