Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 42:11 - Shona BIBLE

11 Nzira yakanga iri pamberi pawo yakanga yakafanana nenzira yamakamuri okurutivi rwokumusoro; sezvakanga zvakaita kureba kwawo, ndizvo zvakanga zvakaita upamhi hwawo; pokubuda pawo pose pakanga pakafanana nokurongerwa kwawo nemikova yawo.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Nzira yakaŋga iri pamberi pawo yakaŋga yakafanana nenzira yamakamuri okurutiʋi rwokumsoro; seɀakaŋga ɀakaita kureɓa kwawo, ndiɀo ɀakaŋga ɀakaita ʋupamhi bgawo; pokuɓuɗa pawo pose pakaŋga pakafanana nokuroŋgerwa kwawo nemikoʋa yawo.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Nzira yakanga iri pamberi pawo yakanga yakafanana nenzira yamakamuri okurutivi rwokumusoro; sezvakanga zvakaita kureba kwawo, ndizvo zvakanga zvakaita upamhi hwawo; pokubuda pawo pose pakanga pakafanana nokurongerwa kwawo nemikova yawo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 Dzakanga dzakafanana nedzimba dziya dzaiva kuchamhembe, urefu hwadzo noupamhi hwadzo hwakaenzana, nemokubuda namo makangofanana, uyewo namamiriro acho namagonhi adzo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 Dzakanga dzakafanana nedzimba dziya dzaiva kuchamhembe, urefu hwadzo noupamhi hwadzo hwakaenzana, nemokubuda namo makangofanana, uyewo namamiriro acho namagonhi adzo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 42:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy