Ezekieri 42:10 - Shona BIBLE10 Mukati moupamhi hworusvingo rworuvanze kurutivi rwamabvazuva, pamberi penzvimbo yaiva yoga, napamberi peimba, pakanga pana makamuri. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Mukati moʋupamhi bgoruȿiŋgo rworuʋazhe kurutiʋi rwamabvazuʋa, pamberi penɀimbo yaiʋa yoga, napamberi peimba, pakaŋga panamakamuri. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200210 Mukati moupamhi hworusvingo rworuvanze kurutivi rwamabvazuva, pamberi penzvimbo yaiva yoga, napamberi peimba, pakanga pana makamuri. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 maiva nedzimwe nomukana wokufamba nawomu. Kumaodzanyembawo kwacho pakatarisana nenhandare pakatarisanawo neimba iyoyo, paiva nedzimba pamberi padzo paino mukana wokupfuura nawo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona10 maiva nedzimwe nomukana wokufamba nawomu. Kumaodzanyembawo kwacho pakatarisana nenhandare pakatarisanawo neimba iyoyo, paiva nedzimba pamberi padzo paino mukana wokupfuura nawo. Viz kapitola |