Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 4:5 - Shona BIBLE

5 Nokuti ndakatara makore ezvakaipa zvawo aenzane namazuva ako, mazuva ana mazana matatu namakumi mapfumbamwe; saizvozvo uchatakura zvakaipa zveimba yaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nokuti ndakatara makore eɀakaipa ɀaʋo aenzane namazuʋa ako, mazuʋa anamazana matatu namakumi mapfumbamŋe; saiɀoɀo ucatakura ɀakaipa ɀeimba yaIsraeri.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Nokuti ndakatara makore ezvakaipa zvawo aenzane namazuva ako, mazuva ana mazana matatu namakumi mapfumbamwe; saizvozvo uchatakura zvakaipa zveimba yaIsiraeri.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ndiri kukutemera chirango cheIsiraeri chamazuva mazana matatu namazuva makumi mapfumbamwe, zuva roga roga richimirira gorewo rokurangwa kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ndiri kukutemera chirango cheIsiraeri chamazuva mazana matatu namazuva makumi mapfumbamwe, zuva roga roga richimirira gorewo rokurangwa kwavo.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 4:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy