Ezekieri 4:16 - Shona BIBLE16 Akatiwo kwandiri, “Mwanakomana womunhu, tarira ndichavhuna mudonzvo wezvokudya paJerusaremu; vachadya zvokudya zvakayerwa vachitya, vachanwa mvura yakayerwa, vachivhunduka; Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Akati ʋo kwandiri: Mŋanakomana womunhu, tarira ndicavuna muɗonɀo weɀokudya paJerusarema; ʋacadya ɀokudya ɀakayerwa ʋacitya, ʋacanwa mvura yakayerwa, ʋacivunduka; Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200216 Akatiwo kwandiri, “Mwanakomana womunhu, tarira ndichavhuna mudonzvo wezvokudya paJerusaremu; vachadya zvokudya zvakayerwa vachitya, vachanwa mvura yakayerwa, vachivhunduka; Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Iye akanditizve, “Iwe mwanakomana womunhu, chiona, ndichashomekesa kuwanda kwechokudya muJerusaremu. Vachadya chokudya chavo chichiita zvokutopimirwa vachitya, uye mvura yavo vachinwa ichiita zvokutoyererwa vachidumbirwa nazvo, Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona16 Iye akanditizve, “Iwe mwanakomana womunhu, chiona, ndichashomekesa kuwanda kwechokudya muJerusaremu. Vachadya chokudya chavo chichiita zvokutopimirwa vachitya, uye mvura yavo vachinwa ichiita zvokutoyererwa vachidumbirwa nazvo, Viz kapitola |