Ezekieri 4:12 - Shona BIBLE12 Unofanira kuzvidya zvakafanana nezvingwa zvebhari, unofanira kuzvibika pamberi pavo nendove inobudiswa navanhu.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Unofanira kuɀidya ɀakafanana neɀiŋgwa ɀebari, unofanira kuɀiɓika pamberi paʋo nendoʋe inoɓuɗiswa naʋanhu. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200212 Unofanira kuzvidya zvakafanana nezvingwa zvebhari, unofanira kuzvibika pamberi pavo nendove inobudiswa navanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Unofanira kuchidya sechingwa chebhari uchibike vachiona pamoto wendove yavanhu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona12 Unofanira kuchidya sechingwa chebhari uchibike vachiona pamoto wendove yavanhu.” Viz kapitola |