Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 3:6 - Shona BIBLE

6 hautumwi kumarudzi mazhinji ano mutauriro usingazikanwi norurimi rwakaoma, vausingagoni kunzwisisa mashoko avo. Zvirokwazvo, dai ndaikutuma kwavari vangadai vaikunzwa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

6 hautumŋi kumarudzi mazhinji anomutaurire usiŋgazikanwi norurimi runogozha, ʋausiŋgagoni kunzwisisa mashoko aʋo. Ɀirokwaɀo, ɗai ndaikutuma kwaʋari ʋaŋgaɗai ʋaikunzwa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

6 hautumwi kumarudzi mazhinji anomutauriro usingazikanwi norurimi rwakaoma, vausingagoni kunzwisisa mashoko avo. Zvirokwazvo, dai ndaikutuma kwavari vangadai vaikunzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

6 kusiri kumarudzi mazhinji anotaura chirudzi, kana mumwe mutauro wakaoma una mazwi ausingagoni kunzwisisa. Kuri kuti chaizvoizvo ndakutuma kuvanhu vakaita saivavo vaikunzwa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

6 kusiri kumarudzi mazhinji anotaura chirudzi, kana mumwe mutauro wakaoma una mazwi ausingagoni kunzwisisa. Kuri kuti chaizvoizvo ndakutuma kuvanhu vakaita saivavo vaikunzwa.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 3:6

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy