Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 3:5 - Shona BIBLE

5 “Nokuti hautumwi kurudzi runo mutauriro usingazikanwi norurimi rwakaoma, asi kuimba yaIsiraeri;

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Nokuti hautumŋi kurudzi runomutaurire usiŋgazikanwi norurimi runogozha, asi kuimba yaIsraeri;

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

5 “Nokuti hautumwi kurudzi runo mutauriro usingazikanwi norurimi rwakaoma, asi kuimba yaIsiraeri;

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Chiripo ndechokutika handisi kukutuma kune vanhu vanotaura chirudzi kana mumwe mutauro wakaoma, asi kuti kumba yaIsiraeri,

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Chiripo ndechokutika handisi kukutuma kune vanhu vanotaura chirudzi kana mumwe mutauro wakaoma, asi kuti kumba yaIsiraeri,

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 3:5

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy