Online Bible

- Reklamy -




Ezekieri 3:3 - Shona BIBLE

3 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, dyisa dumbu rako, ugutise hura hwako norugwaro rwechimononorwa urwu rwandinokupa.” Ipapo ndikarudya, rukava mumukanwa wangu sohuchi nokuzipa.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Akati kwandiri: Mŋanakomana womunhu, dyisa ɗumbu rako, ugutise ʋura bgako norugwaro rwakapetwa urwu rwandinokupa. Ipapo ndikarudya, rukaʋa mumukanwa waŋgu soʋuci nokuzipa.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, dyisa dumbu rako, ugutise hura hwako norugwaro rwakapetwa urwu rwandinokupa.” Ipapo ndikarudya, rukava mumukanwa wangu sohuchi nokuzipa.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Akatizve kwandiri, “Iwe munhu idya bhuku iri rokumononora randiri kukupa uzadze dumbu rako naro.” Ipapo ndakaridya, mukanwa mangu umu raitapira souchi.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Akatizve kwandiri, “Iwe munhu idya bhuku iri rokumononora randiri kukupa uzadze dumbu rako naro.” Ipapo ndakaridya, mukanwa mangu umu raitapira souchi.

Viz kapitola kopírovat




Ezekieri 3:3

Následuj nás:

Reklamy


Reklamy