Ezekieri 3:26 - Shona BIBLE26 ini ndichanamatirisa rurimi rwako mumukanwa wako, kuti uve mbeveve, urege kuva murayiri wavo; nokuti ivo iimba inondimukira simba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 ini ndicanamatirisa rurimi rwako mumukanwa wako, kuti uʋe mbeʋeʋe, urege kuʋa murairi waʋo; nokuti iʋo iimba inondimukira simba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200226 ini ndichanamatirisa rurimi rwako mumukanwa wako, kuti uve mbeveve, urege kuva murayiri wavo; nokuti ivo iimba inondimukira simba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Ndichaita kuti rurimi rwako runamatire mukanwa mako zvokuti uchava chimumumu ugotadza kuvadzora nokuti imba yavanhu vakapanduka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona26 Ndichaita kuti rurimi rwako runamatire mukanwa mako zvokuti uchava chimumumu ugotadza kuvadzora nokuti imba yavanhu vakapanduka. Viz kapitola |