Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 3:23 - Shona BIBLE

23 Zvino ndakasimuka, ndikaenda kubani, ndikaona kubwinya kwaJehovha kumirepo, kwakafanana nokubwinya kwandakaona parwizi rwaKebhari; ndikawira pasi nechiso changu.

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Ɀino ndakasimuka, ndikaenda kuɓani, ndikaʋona kubginya kwaJehova kumire’po, kwakafanana nokubginya kwandakaʋona parwizi rwaKebari; ndikawira pasi neciso caŋgu.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Zvino ndakasimuka, ndikaenda kubani, ndikaona kubwinya kwaJehovha kumirepo, kwakafanana nokubwinya kwandakaona parwizi rwaKebhari; ndikawira pasi nechiso changu.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 Saizvozvowo ndakasimuka ndikaenda kubani, onei kupenya kwokuvapo kwaTenzi kumire pakadaro apo sokupenya kuya kwandakaona pedyo nerwizi rwaKebhari ndikabva ndati pasi zvambarara uso.

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 Saizvozvowo ndakasimuka ndikaenda kubani, onei kupenya kwokuvapo kwaTenzi kumire pakadaro apo sokupenya kuya kwandakaona pedyo nerwizi rwaKebhari ndikabva ndati pasi zvambarara uso.

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 3:23

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy