Ezekieri 3:21 - Shona BIBLE21 “Asi kana ukanyevera munhu akarurama, kuti akarurama arege kutadza, iye akasatadza, zvirokwazvo achararama, nokuti wakateerera kunyeverwa, newe waponesa mweya wako.” Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Asi kana ukanyeʋera munhu wakarurama, kuti wakarurama arege kutadza, iye akasatadza, ɀirokwaɀo ucararama, nokuti wakaterera kunyeʋerwa, newe warwira mŋeya wako. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200221 “Asi kana ukanyevera munhu akarurama, kuti akarurama arege kutadza, iye akasatadza, zvirokwazvo achararama, nokuti wakateerera kunyeverwa, newe waponesa mweya wako.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Asi kana ukayambira munhu akarurama iyeyo kuti arege kupara chitadzo, iye akarega kuita chitadzo, kurarama achatorarama nokuti akateerera kuyambirwa. Iwe uchazviponesawo upenyu.” Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona21 Asi kana ukayambira munhu akarurama iyeyo kuti arege kupara chitadzo, iye akarega kuita chitadzo, kurarama achatorarama nokuti akateerera kuyambirwa. Iwe uchazviponesawo upenyu.” Viz kapitola |