Ezekieri 3:15 - Shona BIBLE15 Zvino ndakasvika kuna vaiva mukutapwa paTeriabhibhi, vakanga vagere parwizi rwaKebhari, ipapo pavakanga vagere; ini ndikagarapo pakati pavo mazuva manomwe ndichishayiwa mashoko. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Ɀino ndakaȿika kunaʋaiʋa pakutapxa paTeri‐abibi, ʋakaŋga ʋagere parwizi rwaKebari, ipapo paʋakaŋga ʋagere; ini ndikagara’po pakati paʋo mazuʋa manomŋe ndicishaiwa mashoko. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200215 Zvino ndakasvika kuna vaiva mukutapwa paTeriabhibhi, vakanga vagere parwizi rwaKebhari, ipapo pavakanga vagere; ini ndikagarapo pakati pavo mazuva manomwe ndichishayiwa mashoko. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Ndakasvika kuTerabhibhi kunhapwa dzaiva dzigere parwizi rwaKebhari. Ndakagarapo pakati pavo kwamazuva manomwe ndakadumbirwa nazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona15 Ndakasvika kuTerabhibhi kunhapwa dzaiva dzigere parwizi rwaKebhari. Ndakagarapo pakati pavo kwamazuva manomwe ndakadumbirwa nazvo. Viz kapitola |