Ezekieri 3:14 - Shona BIBLE14 Ipapo Mweya wakandisimudza, ndokundibvisapo; ndikaenda ndine shungu, mweya wangu wakatsamwa; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pangu nesimba. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ipapo Mŋeya wakandisimudza, ndokundibvisa’po; ndikaenda ndineshuŋgu, mŋeya waŋgu wakatsamŋa; ruʋoko rwaJehova rwakaŋga ruri pamsoro paŋgu nesimba. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 200214 Ipapo Mweya wakandisimudza, ndokundibvisapo; ndikaenda ndine shungu, mweya wangu wakatsamwa; ruoko rwaJehovha rwakanga ruri pamusoro pangu nesimba. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mweya wakandisumudza mudenga saizvozvo akaenda neni ndikaenda mweya wangu uchishungurudzwa kwazvo neshungu. Izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakandibata kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mweya wakandisumudza mudenga saizvozvo akaenda neni ndikaenda mweya wangu uchishungurudzwa kwazvo neshungu. Izvozvo simba roruoko rwaTenzi rakandibata kwazvo. Viz kapitola |