Online Bible

- Reklamy -

Ezekieri 3:11 - Shona BIBLE

11 Famba uende kuna vari mukutapwa, kuvana vavanhu vako, utaure navo uvaudze uti, ‘Ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kana vachida kunzwa, kana vasingadi.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Famba, uende kunaʋari pakutapxa, kuʋana ʋaʋanhu ʋako, utaure naʋo, uʋaʋudze, uti: Ndiɀo ɀinotaura Ishe Jehova, kana ʋaciɗa kunzwa, kana ʋasiŋgaɗi.

Viz kapitola kopírovat

Shona Bible 1949 revised 2002

11 Famba uende kuna vari mukutapwa, kuvana vavanhu vako, utaure navo uvaudze uti, ‘Ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kana vachida kunzwa, kana vasingadi.’ ”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 ugoenda kunhapwa kuvanhu vokwako undovati ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari kunyange vakanzwa kana zvavo vakaramba kunzwa.”

Viz kapitola kopírovat

Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 ugoenda kunhapwa kuvanhu vokwako undovati ndizvo zviri kutaura Tenzi Mwari kunyange vakanzwa kana zvavo vakaramba kunzwa.”

Viz kapitola kopírovat

Ezekieri 3:11

Následuj nás:

Reklamy

Reklamy