Ezekieri 2:7 - Shona BIBLE7 Asi iwe unofanira kuvaudza mashoko angu, kana vachida kunzwa, kana vasingadi; nokuti vanondimukira simba kwazvo. Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Asi iwe unofanira kuʋaʋudza mashoko aŋgu, kana ʋaciɗa kunzwa, kana ʋasiŋgaɗi; nokuti ʋanondimukira simba kwaɀo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20027 Asi iwe unofanira kuvaudza mashoko angu, kana vachida kunzwa, kana vasingadi; nokuti vanondimukira simba kwazvo. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Uchandovataurira mazwi angu kunyange vakateerera kana kuti vakaramba kuteerera nokuti imba yakapanduka. Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona7 Uchandovataurira mazwi angu kunyange vakateerera kana kuti vakaramba kuteerera nokuti imba yakapanduka. Viz kapitola |