Ezekieri 2:5 - Shona BIBLE5 ‘Zvino ivo, kana vachida kunzwa, kana vasingadi nokuti ivo imba inondimukira simba, vachaziva kuti muporofita akanga aripo pakati pavo.’ Viz kapitolaBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ɀino iʋo, kana ʋaciɗa kunzwa, kana ʋasiŋgaɗi (nokuti iʋo iimba inondimukira simba), ʋacaziʋa kuti muprofita wakaŋga ari’po pakati paʋo. Viz kapitolaShona Bible 1949 revised 20025 ‘Zvino ivo, kana vachida kunzwa, kana vasingadi nokuti ivo iimba inondimukira simba, vachaziva kuti muporofita akanga aripo pakati pavo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 ‘Vangarege kuteerera pamusana pokuti vanhu ivava vanhu vakapanduka. Vangateerere kana kuti vachaziva kuti panga pane muporofita pakati pavo.’ Viz kapitolaBhaibhiri Idzva rechiShona5 ‘Vangarege kuteerera pamusana pokuti vanhu ivava vanhu vakapanduka. Vangateerere kana kuti vachaziva kuti panga pane muporofita pakati pavo.’ Viz kapitola |